Joshua 19:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kubva ipapo wakapfuʋura kumabvazuʋa ucienda Gati‐heferi, kuȿikira paEti‐kazini, ndokuguma paRimoni, rinoȿika paNea;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo wakaramba wakananga kumabvazuva uchienda kuGati Hefa neEti Kazini; uchindobudira paRimoni ndokudzoka wakananga kuNea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waizobva ipapo woti tande wakananga kumabvazuva kusvikira kuGatiheferi nokuEtikazini wonanga kuRimoni uchipota nokuNea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kubva ipapo wakapfuura kumabvazuva uchienda Gatiheferi, kusvikira paEti‐kazini, ndokuguma paRimoni, rinosvika paNea;
Shona 2009?
kubva ipapo wakapfuura kumabvazuva uchienda Gatiheferi, kusvikira paEti-kazini, ndokuguma paRimoni, rinosvika paNea;
Shona SUB 2002 Bible
kubva ipapo wakapfuura kumabvazuva uchienda Gati–heferi, kusvikira paEti–kazini, ndokuguma paRimoni, rinosvika paNea;