Joshua 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Panhaka yaʋo ʋakaŋga ʋaneBeeri‐sheba, kana Sheba, neMorada,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhaka yavo yaisanganisira: Bheerishebha (kana kuti Shebha),
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta omunyika yenhaka yavo ndeaya: kunoti reBheerishebha neMoradha,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panhaka yavo vakanga vane Bheeri‐shebha, kana Shebha, neMoradha,
Shona 2009?
Panhaka yavo vakanga vane Bheeri-shebha, kana Shebha, neMoradha,
Shona SUB 2002 Bible
Panhaka yavo vakanga vane Bheeri–shebha, kana Shebha, neMoradha,