Joshua 19:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiyo yakaŋga iri nhaka yorudzi rwaʋana ʋaAsheri, nemhuri dzaʋo, maguta iwaya nemisha yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta aya nemisha yawo ndiwo akanga ari nhaka yorudzi rwaAsheri, imba neimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iyoyi ndonhaka yevedzinza rokwaAsheru mhuri nemhuri maguta iwaya nemisha yawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaAsheri, nemhuri dzavo maguta iwaya nemisha yawo.
Shona 2009?
Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaAsheri, nemhuri dzavo maguta iwaya nemisha yawo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaAshuru, nemhuri dzavo maguta iwaya nemisha yawo.