Joshua 19:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muganho waʋo wakabva paHerefi, kubva pamuouki weZaananimi, neAdami‐nekebi, neJabneeri, kuȿikira paRakumi, ndokuguma paJoridani;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muganhu wavo wakatangira paHerefi napamuti mukuru weZaananimi, uchipfuura napaAdhoni Nekebhi, neJabhuneeri, kusvikira paRakumi uye uchigumira paJorodhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muganhu wenyika yavo waibvira kuHerefu pamuti womuoku wokuZaananimu uchienda nokuAhaminekebhu nokuJabhuneeri kusvikira kuRakumu uchindosvika muna Jorodhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muganhu wavo wakabva paHerefi, kubva pamuouki weZaananimi, neAdhami‐nekebhi, neJabhuneeri, kusvikira paRakumi, ndokuguma paJorodhani;
Shona 2009?
Muganhu wavo wakabva paHerefi, kubva pamuouki weZaananimi, neAdhami-nekebhi, neJabhuneeri, kusvikira paRakumi, ndokuguma paJorodhani;
Shona SUB 2002 Bible
Muganhu wavo wakabva paHerefi, kubva pamuoki weZaananimi, neAdhami–nekebhi, neJabhuneeri, kusvikira paRakumi, ndokuguma paJodhani;