Joshua 19:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo muganho wakadzoka kumabvazuʋa, ndokuenda Aznoti‐tabori; ndokubva’po, ndokuenda Hukoki; ndokuȿika kwaZeburuni kurutiʋi rwezasi, ndokuȿika kwaAsheri kumaʋirazuʋa, ndokuȿika kwaJuda paJoridani kumabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muganhu wakaenda kumavirira ndokupfuura napaAzinoti Tabhori uye ukandobudira paHukoki. Waindobata Zebhuruni nechezasi, Asheri riri kumavirira neJorodhani rwuri kumabvazuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waizobvapo wonanga kumadokero kuAzinotitabhori, wobva ipapo wondosvika kuHukoki wosvika kumaodzanyemba kumuganhu nevokwaZebhuruni. Kumadokero yaiganhurana nevokwaAsheu, kumabvazuva ichiganhurwa naJorodhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipapo muganhu wakadzoka kumabvazuva, ndokuenda Azinoti‐tabhori; ndokubvapo, ndokuenda Hukoki; ndokusvika kwaZebhuruni kurutivi rwezasi, ndokusvika kwaAsheri kumavirazuva, ndokusvika kwaJudha paJorodhani kumabvazuva.
Shona 2009?
ipapo muganhu wakadzoka kumabvazuva, ndokuenda Azinoti-tabhori; ndokubvapo, ndokuenda Hukoki; ndokusvika kwaZebhuruni kurutivi rwezasi, ndokusvika kwaAsheri kumavirazuva, ndokusvika kwaJudha paJorodhani kumabvazuva.
Shona SUB 2002 Bible
ipapo muganhu wakadzoka kumabvazuva, ndokuenda Azinoti–tabhori; ndokubvapo, ndokuenda Hukoki; ndokusvika kwaZebhuruni kurutivi rwezasi, ndokusvika kwaAshuru kumavirazuva, ndokusvika kwaJudha paJodhani kumabvazuva.