Joshua 19:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiyo yakaŋga iri nhaka yorudzi rwaʋana ʋaNaftari nemhuri dzaʋo, maguta iwaya nemisha yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta aya nemisha yawo ndiwo akanga ari nhaka yorudzi rwaNafutari, imba neimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaNafutari mhuri nemhuri maguta acho nemisha yawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaNafutari nemhuri dzavo, maguta iwaya nemisha yawo.
Shona 2009?
Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaNafutari nemhuri dzavo, maguta iwaya nemisha yawo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaNafutari nemhuri dzavo, maguta iwaya nemisha yawo.