Joshua 19:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nemisha yose yakapoteredza maguta iwayo kuȿikira paBaarati‐beeri, raiʋa Rama rezasi. Ndiyo yakaŋga iri nhaka yorudzi rwaʋana ʋaSimeoni nemhuri dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nemisha yose yakanga yakapoteredza maguta ose aya kusvikira kuBhaarati Bheeri (Rama muNegevhi). Iyi ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavaSimeoni, mhuri nemhuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nemisha yomunharaunda memaguta iwayo kusvikira kuBhaaratibheeri neguta reRama, rokuNegevhu. Iyoyo ndiyo nyika yenhaka yedzedzinza rokwaSimeoni mhuri nemhuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nemisha yose yakapoteredza maguta iwayo kusvikira paBhaarati‐bheeri, raiva Rama rezasi. Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaSimeoni nemhuri dzavo.
Shona 2009?
misha yose yakapoteredza maguta iwayo kusvikira paBhaarati-bheeri, raiva Rama rezasi. Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaSimiyoni nemhuri dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
nemisha yose yakapoteredza maguta iwayo kusvikira paBhaarati–bheeri, raiva Rama rezasi. Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaSimioni nemhuri dzavo.