Joshua 2:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti mucararamisa ɓaɓa ʋaŋgu namai ʋaŋgu nehanɀadzi dzaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu, neɀose ɀaʋanaɀo, nokurwira ʋupenyu bgeɗu parufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
chokuti muchararamisa baba vangu naamai vangu, hanzvadzi dzangu namadzikoma angu, nemhuri dzavo dzose, uye kuti muchatiponesa kubva parufu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsidzai kuti muchararamisa baba naamai vangu, nehanzvadzi, uye vakoma navanun'una vangu, navose vemhuri dzavo, mutinunure kurufu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti muchararamisa baba vangu namai vangu nehanzvadzi dzangu navanunguna vangu, nezvose zvavanazvo, nokurwira upenyu hwedu parufu.”
Shona 2009?
kuti muchararamisa baba vangu namai vangu nehanzvadzi dzangu navanun'una vangu, nezvose zvavanazvo, nokurwira upenyu bwedu parufu."
Shona SUB 2002 Bible
kuti muchararamisa baba vangu namai vangu nehanzvadzi dzangu navanun'una vangu, nezvose zvavanazvo, nokurwira upenyu hwedu parufu.”