Joshua 2:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋakati kwaari: Hatiŋgasuŋgwi nemhiko yako iyi yawakatipikisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vaya ndokuti kwaari, “Mhiko yawatipikisa iyi haizotisungi
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume ava vakamuti, “Hatimbokunyengedza pamhiko yawatipikisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vakati kwaari, “Hatingasungwi nemhiko yako iyi yawakatipikisa.
Shona 2009?
Zvino varume vakati kwaari, "Hatingasungwi nemhiko yako iyi yawakatipikisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume vakati kwaari, “Hatingasungwi nemhiko yako iyi yawakatipikisa.