Joshua 2:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ukaɓuɗisa pacena ɓasa reɗu iri, isu hatiŋgasuŋgwi nemhiko yako yawakatipikisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ukangoreva zvatiri kuita, tichasunungurwa pamhiko yawatipikisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ukangoudza munhu nezvenyaya yedu iyoyi, zvemhiko yako iyi zvatibva, haichatisunga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ukabudisa pachena basa redu iri, isu hatingasungwi nemhiko yako yawakatipikisa.”
Shona 2009?
Asi kana ukabudisa pachena basa redu iri, isu hatingasungwi nemhiko yako yawakatipikisa."
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ukabudisa pachena basa redu iri, isu hatingasungwi nemhiko yako yawakatipikisa.”