Joshua 2:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume aʋo ʋaʋiri ʋakadzoka, ʋakaɓuruka pamakomo, ʋakayambuka, ʋakaȿika ɀe kunaJoshua, mŋanakomana waNuni; ʋakamuʋudza ɀose ɀaʋakaŋga ʋaitirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo varume vaviri vaya vakatanga kudzokera. Vakadzika kubva muzvikomo ndokuyambuka rwizi vakasvika kuna Joshua mwanakomana waNuni vakamuudza zvose zvakanga zvaitika kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vaviri vaya vakaburuka mumakomo, vakayambuka, vakasvika kuna Joshuwa mwanakomana waNuni, vakamuudza zvose zvavakasangana nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume avo vaviri vakadzoka, vakaburuka pamakomo, vakayambuka, vakasvikazve kuna Joshua, mwanakomana waNuni; vakamuudza zvose zvavakanga vaitirwa.
Shona 2009?
Zvino varume avo vaviri vakadzoka, vakaburuka pamakomo, vakayambuka, vakasvikazve kuna Joshua, mwanakomana waNuni; vakamuudza zvose zvavakanga vaitirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume avo vaviri vakadzoka, vakaburuka pamakomo, vakayambuka, vakasvikazve kuna Joshua, mwanakomana waNuni; vakamuudza zvose zvavakanga vaitirwa.