Joshua 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo weJeriko akatuma shoko kunaRakabi, akati: Ƃuɗisa ʋarume ʋakaȿika kwauri, ʋapinda mumba mako, nokuti ʋaʋuya kuzoshora nyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo mambo weJeriko akatumira shoko kuna Rahabhi achiti, “Budisa varume vauya kwauri vakapinda mumba mako, nokuti vauya kuzoshora nyika yose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rahabhu rokuti, “Buritsa varume vauya kwauri vapinda mumba mako nokuti vauya kuzosora nyika yose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rakabhi, akati, “Budisa varume vakasvika kwauri, vapinda mumba mako, nokuti vauya kuzoshora nyika yose.”
Shona 2009?
Zvino mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rakabhi, akati, "Budisa varume vakasvika kwauri, vapinda mumba mako, nokuti vauya kuzoshora nyika yose."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rahabhu, akati, “Budisa varume vakasvika kwauri, vapinda mumba mako, nokuti vauya kuzosora nyika yose.”