Joshua 21:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋapa Kiriati‐arba, iye Arba wakaŋga ari ɓaɓa ʋaAnaki (ndiro Hebroni), panyika yamakomo yaJuda, namafuro aro akaŋga akaripoteredza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakavapa Kiriati Abha (iro Hebhuroni), namafuro akaripoteredza, munyika yamakomo yaJudha. (Abha ndiye akanga ari tateguru wavaAnaki.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakavapa Kiriatiaribha, ndiro guta reHebhuroni. (Aribha uyu aiva baba waAnaki.) Vakapiwa guta irori riri munyika yamakomo yokwaJudha pamwechete namafuro akaripoteredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakavapa Kiriati‐abha, iye Abha wakanga ari baba vaAnaki (ndiro Hebhuroni), panyika yamakomo yaJudha, namafuro aro akanga akaripoteredza.
Shona 2009?
Vakavapa Kiriati-abha, iye Abha wakanga ari baba vaAnaki (ndiro Hebhuroni), panyika yamakomo yaJudha, namafuro aro akanga akaripoteredza.
Shona SUB 2002 Bible
Vakavapa Kiriati–abha, iye Abha wakanga ari baba vaAnaki (ndiro Hebhuroni), panyika yamakomo yaJudha, namafuro aro akanga akaripoteredza.