Joshua 21:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neAini namafuro aro, neJuta namafuro aro, neBeti‐shemeshi namafuro aro; maguta mapfumbamŋe pakati pamarudzi iwayo maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aini, Juta neBheti Shemeshi, pamwe chete namafuro awo, maguta mapfumbamwe kubva pamarudzi maviri aya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwoti guta reAini namafuro aro neJuta namafuro aro neBhetishemeshi namafuro aro. Ose pamwechete aiva maguta mapfumbamwe omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neAini namafuro aro, neJuta namafuro aro, neBheti‐shemeshi namafuro aro; maguta mapfumbamwe pakati pamarudzi iwayo maviri.
Shona 2009?
neAini namafuro aro, neJuta namafuro aro, neBheti-shemeshi namafuro aro; maguta mapfumbamwe pakati pamarudzi iwayo maviri.
Shona SUB 2002 Bible
neAini namafuro aro, neJuta namafuro aro, neBheti–shemeshi namafuro aro; maguta mapfumbamwe pakati pamarudzi iwayo maviri.