Joshua 21:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Napakati porudzi rwaBenjamini Gibeoni namafuro aro, neGeba namafuro aro,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva parudzi rwaBhenjamini, vakavapa Gibheoni, Gebha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta avakapiwa omudzinza rokwaBhenjamini ndeaya kunoti guta reGibheoni namafuro aro neGebha namafuro aro;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Napakati porudzi rwaBhenjamini Gibheoni namafuro aro, neGebha namafuro aro,
Shona 2009?
Napakati porudzi rwaBhenjamini Gibhiyoni namafuro aro, neGebha namafuro aro,
Shona SUB 2002 Bible
Napakati porudzi rwaBhenjamini Gibheoni namafuro aro, neGebha namafuro aro,