Joshua 21:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta ose aʋana ʋaAroni muprista akaŋg ari maguta anegumi namatanhatu namafuro awo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta ose avaprista, izvo zvizvarwa zvaAroni muprista akanga ari gumi namatatu, pamwe chete namafuro awo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka maguta akapiwa vapristi vemba yokwaAroni ose pamwechete aiva gumi namatatu, namafuro awo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta ose avana vaAroni mupristi akanga ari maguta ane gumi namatanhatu namafuro awo.
Shona 2009?
Maguta ose avana vaAroni muprista akanga ari maguta ane gumi namatanhatu namafuro awo.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta ose avana vaAroni mupristi akanga ari maguta ane gumi namatanhatu namafuro awo.