Joshua 21:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakataura naʋo paShiro panyika yeKanani, ʋakati: Jehova wakaraira nomuromo waMosesi, kuti tipiwe maguta matiŋgagara, namafuro awo eŋombe dzeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
PaShiro panyika yeKenani vakati kwavari, “Jehovha akarayira kubudikidza naMozisi kuti utipe maguta atingagara namafuro emombe dzedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakataura navo vari kuShiro munyika yeKanani vachiti, “Tenzi akaudza Mosesi kuti isu tinofanira kupiwa maguta okugara ana mafuro emombe dzedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakataura navo paShiro panyika yeKenani, vakati, “Jehovha wakaraira nomuromo waMosesi, kuti tipiwe maguta matingagara, namafuro awo emombe dzedu.”
Shona 2009?
vakataura navo paShiro panyika yeKenani, vakati, "Jehovha wakaraira nomuromo waMozisi, kuti tipiwe maguta matingagara, namafuro awo emombe dzedu."
Shona SUB 2002 Bible
vakataura navo paShiro panyika yeKenani, vakati, “Jehovha wakaraira nomuromo waMosesi, kuti tipiwe maguta matingagara, namafuro awo emombe dzedu.”