Joshua 21:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Napakati pehafu yorudzi rwaManase, Taanaki namafuro aro, neGati‐rimoni namafuro aro; maguta maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati kuhafu yorudzi rwaManase vakapiwa Taanaki neGati Rimoni pamwe chete namafuro awo, maguta maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta avakapiwa mune chimwe chikamu chedzinza rokwaManase ndeaya. Kunoti guta reTanaki namafuro aro neGatirimoni namafuro aro, aiva maguta maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Napakati pehafu yorudzi rwaManase, Taanaki namafuro aro, neGatirimoni namafuro aro; maguta maviri.
Shona 2009?
Napakati pehafu yorudzi rwaManase, Taanaki namafuro aro, neGatirimoni namafuro aro; maguta maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Napakati pehafu yorudzi rwaManase, Taanaki namafuro aro, neGatirimoni namafuro aro; maguta maviri.