Joshua 21:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakapa ʋaRevi panhaka dzaʋo maguta awa namafuro awo, seɀaʋakaŋga ʋarairwa naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka sokurayira kwakanga kwaita Jehovha, vaIsraeri vakapa vaRevhi panhaka dzavo maguta anotevera namafuro kubva panhaka yavo:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka sokutaura kwaTenzi vaIsiraeri vakapa vaRevhi nhaka yavo yamaguta ano aya namafuro awo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakapa vaRevhi panhaka dzavo maguta awa namafuro awo, sezvavakanga varairwa naJehovha.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakapa vaRevhi panhaka dzavo maguta awa namafuro awo, sezvavakanga varairwa naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakapa vaRevhi panhaka dzavo maguta awa namafuro awo, sezvavakanga varairwa naJehovha.