Joshua 21:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta ose aʋaRevi pakati penhaka yaʋana ʋaIsraeri aiʋa maguta anamakumi manna namasere namafuro awo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta avaRevhi munyika yaiva yavaIsraeri aiva makumi mana namasere pamwe chete namafuro awo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo maguta avaRevhi avakapiwa pamwechete namafuro awo mukati menyika yavaIsiraeri yenhaka aiva makumi mana ana masere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta ose avaRevhi pakati penhaka yavana vaIsiraeri aiva maguta ana makumi mana namasere namafuro awo.
Shona 2009?
Maguta ose avaRevhi pakati penhaka yavana vaIsiraeri aiva maguta ana makumi mana namasere namafuro awo.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta ose avaRevhi pakati penhaka yavana VaIsiraeri aiva maguta ana makumi mana namasere namafuro awo.