Joshua 21:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta awa ose akaŋga anamafuro awo, guta rimŋe nerimŋe; ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita maguta iwayo ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe nerimwe ramaguta aya rakanga rakapoteredzwa namafuro; ndizvo zvakanga zvakaita maguta ose aya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamaguta ose iwaya, guta roga roga rakanga rakapoteredzwa namafuro; ndozvakanga zvakaita maguta iwayo ose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta awa ose akanga ana mafuro awo, guta rimwe nerimwe; ndizvo zvakanga zvakaita maguta iwayo ose.
Shona 2009?
Maguta awa ose akanga ana mafuro awo, guta rimwe nerimwe; ndizvo zvakanga zvakaita maguta iwayo ose.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta awa ose akanga ana mafuro awo, guta rimwe nerimwe; ndizvo zvakanga zvakaita maguta iwayo ose.