Joshua 21:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo Jehova akapa ʋaIsraeri nyika yose yaakaŋga apika, kuti ucaipa madziɓaɓa aʋo; ikaʋa yaʋo, ʋakagara’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jehovha akapa vaIsraeri nyika yose yaakanga apika kuti achapa madzitateguru avo, ikava yavo vakagara mairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Tenzi akapa vaIsiraeri nyika yose yaakatsidzira kupa kumadzibaba avo. Vakaitora ikava yavo ndokubva vagaramo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo Jehovha akapa vaIsiraeri nyika yose yaakanga apika, kuti uchaipa madzibaba avo; ikava yavo, vakagaramo.
Shona 2009?
Saizvozvo Jehovha akapa vaIsiraeri nyika yose yaakanga apika, kuti uchaipa madzibaba avo; ikava yavo, vakagaramo.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo Jehovha akapa VaIsiraeri nyika yose yaakanga apika, kuti uchaipa madzibaba avo; ikava yavo, vakagaramo.