Joshua 21:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunecinhu cimŋe ceɀinhu ɀakanaka ɀakaŋga ɀataurwa naJehova kuimba yaIsraeri cakakona; ɀose ɀakaitika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna kana chinhu chimwe chete zvacho chezvinhu zvakanaka zvakanga zvavimbiswa naJehovha kuimba yaIsraeri chakakona; zvose zvakazadziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna kana chinhu chimwechete chakanaka chakanga chatsidzirwa vaIsiraeri naTenzi chisina kuzoitika, zvose zvakaitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna chinhu chimwe chezvinhu zvakanaka zvakanga zvataurwa naJehovha kuimba yaIsiraeri chakakona; zvose zvakaitika.
Shona 2009?
Hakuna chinhu chimwe chezvinhu zvakanaka zvakanga zvataurwa naJehovha kuimba yaIsiraeri chakakona; zvose zvakaitika.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna chinhu chimwe chezvinhu zvakanaka zvakanga zvataurwa naJehovha kuimba yaIsiraeri chakakona; zvose zvakaitika.