Joshua 21:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋapa maguta iwayo, akarebga mazita awo pano, pakati porudzi rwaʋana ʋaJuda, norudzi rwaʋana ʋaSimeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pamarudzi avaJudha navaSimeoni, vakavapa maguta akarehwa namazita awo pano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaJudha neraSimeoni vakapiwa maguta akaita zvokudomwa namazita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakavapa maguta iwayo, akarehwa mazita awo pano, pakati porudzi rwavana vaJudha, norudzi rwavana vaSimeoni.
Shona 2009?
Vakavapa maguta iwayo, akarehwa mazita awo pano, pakati porudzi rwavana vaJudha, norudzi rwavana vaSimiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
Vakavapa maguta iwayo, akarehwa mazita awo pano, pakati porudzi rwavana vaJudha, norudzi rwavana vaSimioni.