Joshua 22:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana paShiro, kuti ʋaende kundorwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ungano yose yavaIsraeri yakaungana paShiro kuti vaende kundorwa navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri pavakazvinzwa, gungano rose ravaIsiraeri rakakokorodzana kuShiro kundovarwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaIsiraeri vakati vachinzwa izvozvo, ungano yose yavana vaIsiraeri vakaungana paShiro, kuti vaende kundorwa navo.
Shona 2009?
Zvino vana vaIsiraeri vakati vachinzwa izvozvo, ungano yose yavana vaIsiraeri vakaungana paShiro, kuti vaende kundorwa navo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana VaIsiraeri vakati vachinzwa izvozvo, ungano yose yavana VaIsiraeri vakaungana paShiro, kuti vaende kundorwa navo.