Joshua 22:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakaȿika kuʋana ʋaRubeni, nokuʋana ʋaGadi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGireadi, ʋakataura naʋo, ʋakati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vaenda kuGireadhi, kuna Rubheni, Gadhi norudzi rwehafu rwaManase, vakati kwavari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakasvika kune vokwaRubheni nevokwaGadhi nevechimwe chikamu chiya chevokwaManase kunyika yeGireadhi, vakati kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakasvika kuvana vaRubheni, nokuvana vaGadhi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGireadhi, vakataura navo, vakati,
Shona 2009?
Ivo vakasvika kuvana vaRubheni, nokuvana vaGadhi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGiriyadhi,vakataura navo, vakati,
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakasvika kuvana vaRubheni, nokuvana vaGadhi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGiriadhi, vakataura navo, vakati,