Joshua 22:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko Akani, mŋanakomana waZera, haana‐kuɗarika pacinhu cakayeriswa, kutsamŋa kukawira ʋuŋgano yose yaIsraeri here? Munhu uyo akasafa ari oga pakutadza kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akani mwanakomana waZera paakadarika nokusatenda pachinhu chakatsaurwa naJehovha, kutsamwa hakuna kuwira ungano yose yaIsraeri here? Haasi iye oga akafira chivi chake.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handiti Akani mwanakomana waZera akapara chitadzo panyaya yezvinhu zvakanga zvaturirwa kuna Tenzi kuti zviparadzwe. Chitadzo chacho hachina here kupfukira gungano rose ravaIsiraeri? Haasiri iye woga akafa pamusana pechitadzo chake.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko Akani, mwanakomana waZera, haana kudarika pachinhu chakayereswa, kutsamwa kukawira ungano yose yaIsiraeri here? Munhu uyo akasafa ari oga pakutadza kwake.”
Shona 2009?
Ko Akani, mwanakomana waZera, haana kudarika pachinhu chakayereswa, kutsamwa kukawira ungano yose yaIsiraeri here? Munhu uyo akasafa ari oga pakutadza kwake."
Shona SUB 2002 Bible
Ko Akani, mwanakomana waZera, haana kudarika pachinhu chakayereswa, kutsamwa kukawira ungano yose yaIsiraeri here? Munhu uyo akasafa ari oga pakutadza kwake.”