Joshua 22:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
hamuna‐kusiya hama dzenyu mazuʋa awa mazhinji kuȿikira nhasi, asi makaita cireʋo camakarairwa naJehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwenguva refu, kusvikira nhasi, hamuna kurasa hama dzenyu, asi makaita zvamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuna kana kumbosiyana zvenyu nehama dzenyu nguva yose iyi yanga yakareba kudai kusvikira nhasi uno, asi kutoti manga muchinyatsochengeta zvamakaudzwa naTenzi, Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
hamuna kusiya hama dzenyu mazuva awa mazhinji kusvikira nhasi, asi makaita chirevo chamakarairwa naJehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
hamuna kusiya hama dzenyu mazuva awa mazhinji kusvikira nhasi, asi makaita chirevo chamakarairwa naJehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
hamuna kusiya hama dzenyu mazuva awa mazhinji kusvikira nhasi, asi makaita chirevo chamakarairwa naJehovha Mwari wenyu.