Joshua 22:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova Mŋari wenyu wakazorodza hama yenyu, seɀaakataura kwaʋari; naiɀoɀo ɀino dzokai, muende kumatente enyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waJehova, mhiri kwaJoridani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha Mwari wenyu zvaakazorodza hama dzenyu sezvaakavimbisa, imi chidzokerai kumisha yenyu munyika yamakapiwa naMozisi muranda waJehovha mhiri kweJorodhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Tenzi Mwari wenyu apa hama dzenyu runyararo sokuvatsidzira kwaakaita. Saka imimi chidzokerai zvenyu kumusha kwenyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waTenzi kumhiri kwaJorodhani, kuti ive yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha Mwari wenyu wakazorodza hama yenyu, sezvaakataura kwavari; naizvozvo zvino dzokai, muende kumatende enyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waJehovha, mhiri kwaJorodhani.
Shona 2009?
Zvino Jehovha Mwari wenyu wakazorodza hama yenyu, sezvaakataura kwavari; naizvozvo zvino dzokai, muende kumatende enyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMozisi muranda waJehovha, mhiri kwaJorodhani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha Mwari wenyu wakazorodza hama yenyu, sezvaakataura kwavari; naizvozvo zvino dzokai, muende kumatende enyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waJehovha, mhiri kwaJodhani.