Joshua 23:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mazuʋa mazhinji akati apfuʋura, Jehova azorodza ʋaIsraeri paʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose ʋakaŋga ʋakaʋapoteredza, naJoshua akwegura, aʋa namakore mazhinji,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura uye Jehovha akanga azorodza vaIsraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, Joshua akanga akwegura kwazvo ava namakore mazhinji panguva iyoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakati kwapera nguva ndefu mushure nokunge Tenzi apa vaIsiraeri runyararo kumativi ose vasisina kana mhandu zvayo yaivanetsa, iye Joshuwa akwegura makore ake aendedzana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, Jehovha azorodza vaIsiraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, naJoshua akwegura, ava namakore mazhinji,
Shona 2009?
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, Jehovha azorodza vaIsiraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, naJoshua akwegura, ava namakore mazhinji,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, Jehovha azorodza VaIsiraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, naJoshua akwegura, ava namakore mazhinji,