Joshua 23:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu mumŋe kwamuri ucadziŋga ʋanhu ʋanecuru cezana, nokuti Jehova Mŋari wenyu ndiye unokurwirai, seɀaakakuʋudzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu mumwe chete kwamuri achadzinga vanhu vane chiuru, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye anokurwirai sezvaakavimbisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu mumwechete pakati penyu anomhanyisa chiuru chavanhu nokuti Tenzi Mwari wenyu ndiye anokurwirai sokukutsidzirai kwaakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu mumwe kwamuri uchadzinga vanhu vane chiuru chezana, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye unokurwirai, sezvakakuudzai.
Shona 2009?
Munhu mumwe kwamuri uchadzinga vanhu vane chiuru chezana, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye unokurwirai, sezvaakakuudzai.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu mumwe kwamuri uchadzinga vanhu vane chiuru chezana, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye unokurwirai, sezvakakuudzai.