Joshua 23:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi makaʋona ɀose ɀakaitirwa ndudzi idzi dzose naJehova Mŋari wenyu nokuɗa kwenyu; nokuti Jehova Mŋari wenyu ndiye wakakurwirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi pachenyu makaona zvose zvakaitwa naJehovha Mwari wenyu kunyika idzi dzose nokuda kwenyu; ndiJehovha Mwari wenyu akakurwirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi makaona zvose zvakaitwa naTenzi Mwari wenyu kumarudzi ose aya pamusana penyu nokuti iye Tenzi Mwari wenyu ndiye aikurwirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi makaona zvose zvakaitirwa ndudzi idzi dzose naJehovha Mwari wenyu nokuda kwenyu; nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye wakakurwirai.
Shona 2009?
lmi makaona zvose zvakaitirwa ndudzi idzi dzose naJehovha Mwari wenyu nokuda kwenyu; nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye wakakurwirai.
Shona SUB 2002 Bible
Imi makaona zvose zvakaitirwa ndudzi idzi dzose naJehovha Mwari wenyu nokuda kwenyu; nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye wakakurwirai.