Joshua 23:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari wenyu amene ucadziɓuɗisa pamberi penyu, nokudzidziŋga murege kudziʋona, kuti mupiwe nyika yadzo, seɀamakaʋudzwa naJehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari pachake achavadzinga pamberi penyu. Achavabvisa pamberi penyu, uye imi muchatora nyika yavo ive yenyu, sezvamakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi Mwari wenyu achakudzingirai achikutandanisira vanhu ivavo imi muchizotora nyika iyoyo sokutaura kwakaita Tenzi Mwari wenyu kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari wenyu amene uchadzibudisa pamberi penyu, nokudzidzinga murege kudziona, kuti mupiwe nyika yadzo, sezvamakaudzwa naJehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
Jehovha Mwari wenyu amene uchadzibudisa pamberi penyu, nokudzidzinga murege kudziona, kuti mupiwe nyika yadzo, sezvamakaudzwa naJehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari wenyu amene uchadzibudisa pamberi penyu, nokudzidzinga murege kudziona, kuti mupiwe nyika yadzo, sezvamakaudzwa naJehovha Mwari wenyu.