Joshua 23:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakadziŋga pamberi penyu ndudzi huru dzaiʋa nesimba; asi kana muri’mi, hakunomunhu wakamira pamberi penyu kuȿikira nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Jehovha akadzinga pamberi penyu ndudzi huru dzaive nesimba, asi kana muri imi hakuna munhu akagona kumira pamberi penyu kusvikira nhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi akakudzingirai ndudzi dzavanhu huru dzine simba uye hapana munhu akagona kumirisana nemi kusvikira pari nhasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha wakadzinga pamberi penyu ndudzi huru dzaiva nesimba; asi kana murimi, hakuna munhu wakamira pamberi penyu kusvikira nhasi.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha wakadzinga pamberi penyu ndudzi huru dzaiva nesimba; asi kana murimwi, hakuna munhu wakamira pamberi penyu kusvikira nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha akadzinga pamberi penyu ndudzi huru dzaiva nesimba; asi kana murimi, hakuna munhu wakamira pamberi penyu kusvikira nhasi.