Joshua 24:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ini ndakaramba kunzwa Barami, naiɀoɀo wakaramba aciŋgokuropafadzai; naiɀoɀo ndakakurwirai paruʋoko rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ini ndakaramba kunzwa Bharamu, naizvozvo akaramba achingokuropafadzai, ini ndikakurwirai paruoko rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndakaramba kuteerera Bhiriamu, akatokukomborerai kwazvo kwazvo ndikakununurai mumaoko ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ini ndakaramba kunzwa Bharamu, naizvozvo wakaramba achingokuropafadzai; naizvozvo ndakakurwirai paruoko rwake.
Shona 2009?
Asi ini ndakaramba kunzwa Bharamu, naizvozvo wakaramba achingokuropafadzai; naizvozvo ndakakurwirai paruoko rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ini ndakaramba kunzwa Bharamu, naizvozvo wakaramba achingokuropafadzai; naizvozvo ndakakurwirai paruoko rwake.