Joshua 24:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanhu ʋakapindura ʋakati: Mŋari atiɓatsire, kuti tirege kurasha Jehova ticishumira ʋamŋe ʋamŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu vakapindura vachiti, “Ngazvive kure nesu kuti tisiye Jehovha kuti tishumire vamwe vamwari!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu ndokuti, “Hatimbofa takafuratira Tenzi tichindonamata vamwe vamwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vakapindura vakati, “Mwari atibatsire, kuti tirege kurasha Jehovha tichishumira vamwe vamwari.
Shona 2009?
Ipapo vanhu vakapindura vakati, "Mwari atibatsire, kuti tirege kurasha Jehovha tichishumira vamwe vamwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanhu vakapindura vakati, “Mwari atibatsire, kuti tirege kurasha Jehovha tichishumira vamwe vamwari.