Joshua 24:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova Mŋari weɗu, ndiye wakatiɓuɗisa panyika yeEgipita, isu namadziɓaɓa eɗu, paimba yoʋuranda; ndiye wakaita ɀiratidzo ɀikuru ticiɀiʋona, akaticeŋgeta panzira yose yatakafamba nayo, napakati pendudzi dzose dzatakapfuʋura nokwadziri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari wedu pachake, ndiye akatibudisa isu namadzibaba edu kubva muIjipiti, nyika youranda, uye akaita zviratidzo zvikuru zvatakaona. Akatidzivirira parwendo rwedu rwose rwatakafamba pakati pendudzi dzose dzatakapfuura nokwadziri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi, Mwari wedu ndiye akatiburitsa isu namadzibaba edu munyika yeIjipiti muuranda, akaita zviratidzo zvikuru zviya tichiona nameso edu. Akatichengeta murwendo rwedu rwose nomukati memarudzi mataipfuura namo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha Mwari wedu, ndiye wakatibudisa panyika yeIjipiti, isu namadzibaba edu, paimba youranda; ndiye wakaita zviratidzo zvikuru tichizviona, akatichengeta panzira yose yatakafamba nayo, napakati pendudzi dzose dzatakapfuura nokwadziri.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible