Joshua 24:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ndiye wakadziŋga ndudzi dzose pamberi peɗu, iʋo ʋaAmori ʋakaŋga ʋagere munyika ino; naiɀoɀo nesu ʋo ticashumira Jehova, nokuti ndiye Mŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jehovha akadzinga pamberi pedu ndudzi dzose pamwe chete navaAmori vakanga vagere munyika ino. Nesuwo tichashumira Jehovha, nokuti ndiye Mwari wedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akafanotidzingira marudzi ose navaAmoriwo vaigara munyika ino. Naizvozvo kana nesuwo tichanamata Tenzi nokuti ndiye Mwari wedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha ndiye wakadzinga ndudzi dzose pamberi pedu, ivo vaAmori vakanga vagere munyika ino; naizvozvo nesuo tichashumira Jehovha, nokuti ndiye Mwari wedu.”
Shona 2009?
Jehovha ndiye wakadzinga ndudzi dzose pamberi pedu, ivo vaAmori vakanga vagere munyika ino; naizvozvo nesuo tichashumira Jehovha, nokuti ndiye Mwari wedu."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha ndiye wakadzinga ndudzi dzose pamberi pedu, ivo VaAmori vakanga vagere munyika ino; naizvozvo nesuwo tichashumira Jehovha, nokuti ndiye Mwari wedu.”