Joshua 24:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mukarasha Jehova, mukashumira ʋamŋari ʋaʋatorwa, iye ucakushandukirai nokukuitirai ɀakaipa, nokukuparadzai, ambokuitirai ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukarasa Jehovha, mukashumira vamwari vavatorwa, iye achakupindukirai agouyisa njodzi pamusoro penyu agokuparadzai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandinodariro ndechokuti mukazofuratira Tenzi mondonamata vamwari vasirivo achakupindukirai wokuitirai zvakaipa achakuparadzai iye ambenge achikukuitirai zvakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mukarasha Jehovha, mukashumira vamwari vavatorwa, iye uchakushandukirai nokukuitirai zvakaipa, nokukuparadzai, ambokuitirai zvakanaka.”
Shona 2009?
Kana mukarasha Jehovha, mukashumira vamwari vavatorwa, iye uchakushandukirai nokukuitirai zvakaipa, nokukuparadzai, ambokuitirai zvakanaka."
Shona SUB 2002 Bible
Kana mukarasha Jehovha, mukashumira vamwari vavatorwa, iye uchakushandukirai nokukuitirai zvakaipa, nokukuparadzai, ambokuitirai zvakanaka.”