Joshua 24:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanhu ʋakati kunaJoshua: Kwete, asi ticashumira Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu vakati kuna Joshua, “Kwete! Isu tichashumira Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakati kuna Joshuwa, “Kwete. Tenzi ndiye watichanamata.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vakati kuna Joshua, “Kwete, asi tichashumira Jehovha.”
Shona 2009?
Ipapo vanhu vakati kuna Joshua, "Kwete, asi tichashumira Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanhu vakati kuna Joshua, “Kwete, asi tichashumira Jehovha.”