Joshua 24:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kwaiɀoɀo Joshua mŋanakomana waNuni, muranda waJehova, wakafa, aʋa namakore anezana negumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mezvinhu izvi Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, akafa ava namakore zana negumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwaizvozvo Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, wakafa, ava namakore ane zana negumi.
Shona 2009?
Zvino shure kwaizvozvo Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, wakafa, ava namakore ane zana negumi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwaizvozvo Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, wakafa, ava namakore ane zana negumi.