Joshua 24:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikapa Isaka Jakobo naEsau; ndikapa Esau gomo reSeiri, riʋe rake; Jakobo naʋana ʋake ʋakaɓurukira Egipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kuna Isaka ndakapa Jakobho naEsau. Ndakapa Esau nyika yezvikomo yeSeiri, asi Jakobho navanakomana vake vakaenda kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaki ndikamupawo Jakobho naEsau. Ndakapa nyika yeSeiri yamakomo kuna Esau kuti ive yake, asi Jakobho navana vake vakadzika kuIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikapa Isaka Jakobho naEsau; ndikapa Esau gomo reSeiri, rive rake; Jakobho navana vake vakaburukira Ijipiti.
Shona 2009?
Ndikapa Isaka Jakobho naEsau; ndikapa Esau gomo reSeiri, rive rake; Jakobho navana vake vakaburukira Ijipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikapa Isaka Jakobho naEsau; ndikapa Esau gomo reSeiri, rive rake; Jakobho navana vake vakaburukira Ijipiti.