Joshua 24:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikaɓuɗisa madziɓaɓa enyu paEgipita, mukaȿika paguŋgwa; ʋaEgipita ʋakateʋera madziɓaɓa enyu ʋaneŋgoro ʋuye naʋanhu ʋakataȿa mabiza kuȿikira paGuŋgwa Dɀuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakabudisa madzibaba enyu muIjipiti, akasvika pagungwa, vaIjipita vakavatevera vaine ngoro navatasvi vamabhiza kusvikira paGungwa Dzvuku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaburitsa madzibaba enyu muIjipiti mukasvika kugungwa. VaIjipiti vakaronda madzibaba enyu nengoro dzavo dzehondo dzamabhiza navachairi vadzo kusvikira kugungwa Dzvuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikabudisa madzibaba enyu paIjipiti, mukasvika pagungwa; vaIjipiti vakatevera madzibaba enyu vane ngoro uye navanhu vakatasva mabhiza kusvikira paGungwa Dzvuku.
Shona 2009?
Ndikabudisa madzibaba enyu paIjipiti, mukasvika pagungwa; vaIjipiti vakatevera madzibaba enyu vane ngoro uye navanhu vakatasva mabhiza kusvikira paGungwa Dzvuku.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikabudisa madzibaba enyu paIjipiti, mukasvika pagungwa; vaIjipiti vakatevera madzibaba enyu vane ngoro uye navanhu vakatasva mabhiza kusvikira paGungwa Dzvuku.