Joshua 24:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Baraki mŋanakomana waZipori, mambo waMoabi, akasimuka, akarwa naIsraeri, akatuma nhume kundoɗana Barami, mŋanakomana waBeori, kuti amutuke.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu, akati agadzirira kundorwa naIsraeri, akatuma nhume kundodana Bharamu mwanakomana waBheori kuti akutukei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakazomuka mambo weMoabhu, Bharaki mwanakomana wavaZipori akarwisa vaIsiraeri akatumira nhume kundodaidza Bhiriamu mwanakomana waBheori kuti arengererei rushambwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Bharaki mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu, akasimuka, akarwa naIsiraeri, akatuma nhume kundodana Bharamu, mwanakomana waBheori, kuti amutuke.
Shona 2009?
Zvino Bharaki mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu, akasimuka, akarwa naIsiraeri, akatuma nhume kundodana Bharamu, mwanakomana waBheori, kuti amutuke.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Bharaki mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu, akasimuka, akarwa naIsiraeri, akatuma nhume kundodana Bharamu, mwanakomana waBheori, kuti amutuke.