Joshua 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino muɀitorerei ʋarume ʋanegumi naʋaʋiri pamarudzi ose aʋaIsraeri, mumŋe mumŋe parudzi rumŋe norumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, sarudzai varume gumi navaviri kubva kumarudzi avaIsraeri, mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka chisarudzai varume gumi navaviri, mumadzinza ose avaIsiraeri, murume mumwechete panzinza roga roga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino muzvitorerei varume vane gumi navaviri pamarudzi ose avaIsiraeri, mumwe mumwe parudzi rumwe norumwe.
Shona 2009?
Naizvozvo zvino muzvitorerei varume vane gumi navaviri pamarudzi ose avaIsiraeri, mumwe mumwe parudzi rumwe norumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino muzvitorerei varume vane gumi navaviri pamarudzi ose aVaIsiraeri, mumwe mumwe parudzi rumwe norumwe.