Joshua 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacibva pamatente aʋo, kuti ʋayambuke Joridani, ʋaprista ʋaitakura areka ʋakatuŋgamirira ʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vanhu pavakasimuka kubva pamisasa kuti vayambuke Jorodhani, vaprista vakanga vakatakura areka yesungano vakavatungamirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vanhu pavakasimuka paiva namatendhe avo, vachindoyambuka Jorodhani vakatungamirirwa mberi kwavo navapristi vakanga vakatakura bhokisi rechitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakati vachibva pamatende avo, kuti vayambuke Jorodhani, vapristi vaitakura areka vakatungamirira vanhu;
Shona 2009?
Zvino vanhu vakati vachibva pamatende avo, kuti vayambuke Jorodhani, vaprista vaitakura areka vakatungamirira vanhu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakati vachibva pamatende avo, kuti vayambuke Jodhani, vapristi vaitakura areka vakatungamirira vanhu;