Joshua 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua akati kuʋanhu: Ɀinatsei, nokuti maŋgwana Jehova ucaita ɀinoshamisa pakati penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akataurira vanhu achiti, “Zvichenurei nokuti mangwana Tenzi achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha uchaita zvinoshamisa pakati penyu.”
Shona 2009?
Zvino Joshua akati kuvanhu, "Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha uchaita zvinoshamisa pakati penyu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha uchaita zvinoshamisa pakati penyu.”