Joshua 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akati kunaJoshua: Nhasi ndicataŋga kukukudza pamberi paʋaIsraeri ʋose, ʋaziʋe kuti ndicaʋa newe, seɀandaisiʋa naMosesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndichatanga kukusimudzira pamberi pavaIsraeri vose, kuitira kuti vazive kuti ndinewe sezvandaiva naMozisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Joshuwa, “Ndichatangisa nhasi uno kukusimudzira pamusoro mukati mavaIsiraeri vagoziva kuti ndinewe sezvandaingova naMosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndichatanga kukukudza pamberi pavaIsiraeri vose, vazive kuti ndichava newe, sezvandaisiva naMosesi.
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, "Nhasi ndichatanga kukukudza pamberi pavaIsiraeri vose, vazive kuti ndichava newe, sezvandaisiva naMozisi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndichatanga kukukudza pamberi paVaIsiraeri vose, vazive kuti ndichava newe, sezvandaisiva naMosesi.