Joshua 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua akati kuʋana ʋaIsraeri: Ʋuyai pano, munzwe mashoko aJehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua akati kuvaIsraeri, “Uyai pano muteerere mashoko aJehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Uyai kuno munzwe zvarehwa naTenzi Mwari wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua akati kuvana vaIsiraeri, “Uyai pano, munzwe mashoko aJehovha Mwari wenyu.”
Shona 2009?
Zvino Joshua akati kuvana vaIsiraeri, "Uyai pano, munzwe mashoko aJehovha Mwari wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua akati kuvana VaIsiraeri, “Uyai pano, munzwe mashoko aJehovha Mwari wenyu.”