Joshua 4:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋaprista ʋakaŋga ʋakatakura areka ʋakamira mukati maJoridani kuȿikira ɀose ɀapera ɀakaŋga ɀarairwa Joshua naJehova, kuti aɀiʋudze ʋanhu, ɀose ɀakaŋga ɀarairwa Joshua naMosesi; ʋanhu ʋakakurumidza kuyambuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista vakanga vakatakura areka vakaramba vakamira pakati peJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvarayirwa Joshua naJehovha zvaitwa navanhu, sokurayirwa kwakanga kwaitwa Joshua naMozisi. Vanhu vakakurumidza kuyambuka
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vapristi vainge vakatakura bhokisi rechitenderano vakaramba vamire pakati paJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naTenzi kuti ataurire vanhu zvapera kuitwa, maererano nezvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naMosesi. Vanhu vakaita chipitipiti kuyambuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vapristi vakanga vakatakura areka vakamira mukati maJorodhani kusvikira zvose zvapera zvakanga zvarairwa Joshua naJehovha, kuti azviudze vanhu, zvose zvakanga zvarairwa Joshua naMosesi; vanhu vakakurumidza kuyambuka.
Shona 2009?
Nokuti vaprista vakanga vakatakura areka vakamira mukati maJorodhani kusvikira zvose zvapera zvakanga zvarairwa Joshua naJehovha, kuti azviudze vanhu, zvose zvakanga zvarairwa Joshua naMozisi; vanhu vakakurumidza kuyambuka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vapristi vakanga vakatakura areka vakamira mukati maJodhani kusvikira zvose zvapera zvakanga zvarairwa Joshua naJehovha, kuti azviudze vanhu, zvose zvakanga zvarairwa Joshua naMosesi; vanhu vakakurumidza kuyambuka.